Brian Chiweshe Independent Candidate Mhondoro Ngezi Constituency Ward 5
Kategori
Allmän information
Telefon: +46 73 928 10 87
Anhängare: 102
Recensioner
Facebook -blogg
Hallo cdes.The struggle continues.2023 is fast approaching and if i am still living i will contest these elections.2018 was a dip stick for 2023
Ward 5 Mhondoro Ngezi 21 July 2018 Makadii Vabereki . Ndinotenda chose nerutsigiro rwenyu ndinotenda vazhinji vari kuuya nerweseri vachivimbisa vote yavo. Avo vapupura kuti takuenda kuri kuenda mhepo kunyanya machairman emisangano vari kuparidza vhangeri reshanduko kavere vere.... Sezvo tave kunopinda muOffice heanoi mashandiro andichaita kana mandipinza. Ini ndichatakura zvichemo zvenyu kunosvitsa kuna baba vedu CEO nekudzoka kwamuri nemhinduro dzavo. Ini handizoenderi pamberi administration yekanzuru asi ndichaita basa rinoenderana nezvandichawana mucouncil act zvekumahofisi ekanzuru ndezvavo ini changu kutumwa nemi pamwe navo. Ndichatsvaga rubatsiro kwakasiyana siyana kuti zvikoro , zvipatara, migwagwa, madhamu nemisha zvivandudzwe. Ndicharwira kuti ruoko rwemapolitical parties rwubve pakanzuru.kanzuru ngaizivikanwe maprojects ayo kwete kuti anzi ndeemusangano. Kanzuru inogona kushanda yoga pasina makanzura saka tichazviisa pasi payo. Social Welfare yedu ngaisabatanidzwa nemapolitical parties ngaimire yoga ichishanda ichiparidza zita rayo. Social Welfare ngaidzokere mazuva ekare ayaipinza vana zvikoro nekupa kudya kuzvirema nevasingagoni kuzviriritira kwete kungopa chibage chete. Ndichatsvaga mazano nekupawo angu kune vari mumahofisi ekanzuru yedu kuti tive nebudiriro. Ndichakurudzira kuti mumwe nemumwe abhadhare development fee uye marates emvura nedzimba kuitira kuti paya panndinokumbira rubatsiro kukanzuru ndine yandinenge ndakabatawo yabva kuvanhu. Marates ndichaanetsera zvachose kuitira kuti kanzuru yedu iwane kushanda zvakanaka Vote Brian Chiweshe
Investing In The Future. Education First.
After handing over Ecd books and play centre material to Gasanyama Primary school.During my term of office i would like all schools in Ward 5 to be in the same state as those in towns. Every child must have own textbook. Every child my have access to a computer
Thank you to those who have reached and liked my page. Help me spread the word by inviting people to like my page. Vote Brian Chiweshe
Populära företag
TorsdagSklubben
Nygatan 30A 15172 Södertälje, Sweden
+46 70 686 71 23
Community organisation, Political organisation
DonThommasso
Casa di Blanco 38897 Halltorp, Sweden
Education, Political organisation, Community centre
Umeå Socialdemokratiska högskoleförening
Biologigränd 51 Umeå, Sweden
Community organisation, Political organisation